Friday, September 27

News News

July 17, 2023

Patricia Jackie Oti Chihera Kushata Senge Uchamera Nyanga Handisi Kuzokusiya Kusvika Wati Sorry

Rimise kuipa ungati richamera nyanga Ndoda kusiya wapetwa in kettina voice kuipaUne dzungu chihera imboita zvelife yako najuju kwete kuswera uchingokumbira mari yedata uripazimubhedh kunge chiremaChihera akandibuda ndaimbova die hard fan kuna guru mhosva pana chihera ndnga ndambojegera asi ndakazvisiya now i cant even watch her live chero 2secmuno mujon ndomasara kt atize futi achaita mhuka isingagari panzvimbo nekuda kutaura nyaya dzaasingaziviuyu wamunoti chihera anobhowa kuda kutuka munhu wese neasina chaamutadzira

July 17, 2023

Evidence Chihera Orohwa Senyoka Yapinda Mumba Kuita Kubviswa Hembe Uchafira Mumaoko Evanhu

Video iyi wairohwei evidence and why aewa allow me to Fambira nyaya dzaevidence go kuwall kwake anongofa ini achindituka was minding my bussiness latelyNguruve yeku Thailand ichafira mumaoko evanhu๐Ÿซฃ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚aiwa chihera apera sesipo kwaibva makuhwa kwese hakusisina ndomakuhwa atakungonzwa nanaKetty nanaTete Midhi Aya Saka haasisina kondendi

July 17, 2023

Sis Melly Voti Vanhu Hamusi Kutoziva Date Rekuvhota Asi Braa Size RaMaitt You Kno Zimbabweans Changamukai

Munoti mukadzi uyu akaganhira but truth be told kuganhira ikoko ndokunotiratidza zvakawanda pano pafecibuku. One munhu asingatye anyone. Only socialite arikutaura zvekuvoter. Her page is a breath of fresh air chairo. arikutionesa kuti madrama ese aya haana hawo basa at the end of the day. Tirikuitiswa kunge madhamdham. pangosara mwedzi but vamwe havotozive kuti date racho ndirini. But unoziva bra size yaMaiTT. CURSED NATION.Pamwe iwe ndiwe usingazivi date pese patosi vhota mombotiudza hre cz kwazoita social media manje kusati kwava ne social media taivhota Sei Siya vanhu zuva reku vhota I 1 day chte

July 17, 2023

Sis Melly Voti Vanhu Hamusi Kutoziva Date Rekuvhota Asi Braa Size RaMaitt You Kno Zimbabweans Changamukai

Munoti mukadzi uyu akaganhira but truth be told kuganhira ikoko ndokunotiratidza zvakawanda pano pafecibuku. One munhu asingatye anyone. Only socialite arikutaura zvekuvoter. Her page is a breath of fresh air chairo. arikutionesa kuti madrama ese aya haana hawo basa at the end of the day. Tirikuitiswa kunge madhamdham. pangosara mwedzi but vamwe havotozive kuti date racho ndirini. But unoziva bra size yaMaiTT. CURSED NATION.Pamwe iwe ndiwe usingazivi date pese patosi vhota mombotiudza hre cz kwazoita social media manje kusati kwava ne social media taivhota Sei Siya vanhu zuva reku vhota I 1 day chte

July 17, 2023

Madamboss And Mhosva Vosairirwa Mhosva Nevanhu Ve E Creator Zhao Jiatong And Director Tafadzwa Zvonzi Ndiwo Vane Mhosva They Force People To Pay Money 1 Million usd Yakabiwa

Socialites Madam Boss and Admire Mushambi, who is popularly known as @MamaVee , were key players in popularising the E-Creator Ponzi scheme whose subscribers were duped of over US$1 million.   ‌This was heard when the E-Creator founder, Zhao Jiaotong, and director Trymore Tapfumaneyi, appeared in court over  crime-madam-boss-popularised-ponzi-scheme-investors-duped-of-more-than-us1millionI don't remember the newspaper which wrote an article that headlined " E-creator has empowered youths in Zimbabwe"....Saka nyaya iyi kana ikada vanhu ichakumba vakawandisaIf they knew the whole story behind they wouldn't accept such deals, personally I can't blame madam boss n her friend. They can sue this Zhao guy n his friends.

July 17, 2023

Pressure Yavanopiwa Na Chamisa Vanhu Vezanupf Yaa Kusvika Pakupfeka Magemenzi

Ndopaanotodyirwa ipapa,and it shows kut even iwewe yu not politically calculative,muchiseka munhu achitoita gadziiro,haa maZimba timbaari matoto chaiwoRegrettably, as Zimbabweans we never learn. Mnangagwa is a seasoned politician who knows where the votes come fro m, and he is tapping In the right places.   Vanhu weee, musadheerere number yema postori! Vanhu vakawanda ivava, and they will vote!   Chamisa needs to come up with a strategy, otherwise we are headed for tough times.   Imagine having ED as President until 2028๐Ÿ˜ฒ๐Ÿ˜ฒ,aah no mhani ๐Ÿ˜ฒ

July 17, 2023

Tinashe Mutarisi Otenga Book Ramabrijo 500usd Omusimbisa Nemashoko

If someone was to write a book on how Mabrijo became Mabrijo I would buy it.    I really believe you have accomplished a lot huye kwandiri you’re like that kid who was always skipping grades zvekunzi uyu ngaabve mu grade one ende ku grade 5 obva anzi term ichitori pakati mupei exam rema grade seven muone henyu.    Continue being you, you’re telling a story ๐Ÿ™๐ŸฟThank you mkoma Tinashe Mutarisi for this compliment and Bussines idea โค๏ธโค๏ธ.Ndakutanga nhasi kutonyora and mabooks achange ari 200 and each book will cost ๐Ÿ’ฒ 500 dollars,you will be my first customer.Anyone anoita zve printing ndine basa ๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ

July 16, 2023

Charlotte Mabasa Anogara Ku Springs South Africa That Girl Akauraiwa Nemukadzi Wemunhu Waaidanana Naye Zvinotyisa Zvinoshamisa

Vanasisi vedu varijoni mukudanana kwenyu nevarume vasingakoshese dzimba dzavo be decent enough kuti zvinhu zvenyu zviperere kunze ikoko. The girl with the picture below anonzi Charlotte Mabasa anogara kuSprings aidanana nemurume akaroora ndokuzofunga kuti haachadi kudyirwa musaga kwaakuenda kuzoudza mukadzi wechikomba chake. The wife didn't take it well kwaakupfuudza hupenyu hwake.Handina kutaura zita remurume to protect mwana akasiiwa. Nhai Charlotte zvawashungurudza mwana we vanhu kusvika pakuzvipfuudza uchachengeta here mwana asiiwa. Anyone anoziva kwaari now nevehukama vaCharlotte mukaona this post endai nemwana wenyu akumbire ruregerero munhu asati aendeswa kuZimNxaaa saka kuyanika Charlotte uku kobatsirei mukwane imimi why muchiprotector varume ,hanty Charlotte aide zvibude pache

July 16, 2023

Wicknel Chivhayo Oti Zimbabweans Nyangwe Mukataura Zvekufuta Nekadora Kangu Tatove Ne 6years Nemukadzi Wangu Hazvisi Kuzochinja Marriage Yedu

HAPPY 6th ANNIVERSARY to my BEAUTIFUL wife who gave me BEAUTIFUL children... Nowadays i won’t BLOCK anyone…I want you to see that after all those curses, negative comments and evil wishes you constantly throw on us = GOD is still doing wonders for us and through us…๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™Saka Madzibaba vakafa nhasi pfuma yese inoenda kumukadzi ka.Ava vanodananaWe wish you all the best in your marriage Mr. Wicknell. Work on your health as well. That thing needs energy and fitness to climb. Sowe harishande apa. Work on your fitness. Was encouraged by your eager for good health one time. Your body is the temple of God. Izvozvo hazvitaurwe pasowe even kuti make your weight manageable. If your kids are so active like mine, you will have died of a heart attack way back. Work on yourself

July 16, 2023

Mhosva Otukwa Handsome Gudo Akakusimudzira He Made You Pazvima Skits Wapedza Wakumu Scratcher Kunga Juice Card Womurasira Uko

Mhosva musoro unenge gurwe handsome gudo helped you to build yr brand achiita maskits newe ukamudumper nhasi waakudya mari nabrother vako hauchamboiti kana skit 1 zvaro naGudo chiii ndokusaka uchirohwa sim 2 iwe mhosva kana kumbobooster page rake hauchadi kt risvike 100k zvayo ๐Ÿšฎ๐Ÿšฎ utenge roll on unonuhwa kunge mbudzi honoAsi ichokwadi Gudo chero akaposter skit raaita naMhosva ,rinenge rine less than 30 likes ne3 comments ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ chiii chakadaro chero ndimiwo .Mhosva hausi kushandisa mushonga here . Gudo ,sis mekky vanhu ivavo vakabuda kuna mhosva dzave tsuroHandsome Gudo naMhosva vane hukama zvekutodaro now hanzi vari busy vakuenda kubasa Mhosva akatomboitaura nyaya iyoyo abvumzwa palive nevanhu...Mai Sauti nahandsome Gudo are relativesGudo wakaita interview naBabydon uchiita

155 156 157 158 159