Friday, September 27

Zvobuda Necat Family Patricia Angaaendesa Mazoe Ane Poison Kuti Maitt Caite Kafira Mberi Kujeri Zvinoshamisa Zvinotyisa

The rest is nuisance... Feli haasiye oga ari muJere

Mazoe akapiwa vamwe vasungwa...

Naiyewo wacho ari kutomamwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 protection yei zvikiti zvomboshaya shuwa vo protector asina kobo muhomwe makazara vakasungirwa ma fraud ema millions vane cash indava muchingomukwidza ndege yemashanga pese peseMoms iyika 🤣🤣🤣🤣🤣Kutumana neteam rayo kundotsvaka content neguhwa kujeri vanoti magurd jail acho akapata here anotoziva kuti Felly is on spot let's protect her. Vanoti anoonekwa zvekumhanya here nevaroyi, vanotoziva kuti vanhu vakaita sana PJ they're on mission. Wakamurmur PJ kufambira dhongi rakaora plus hausiwe wakatenga zvinhu zvevasungwa. Iwe neteam rako makaronga kuti iwe uende kunotora mapix thinking uchaona Felly makafambira donkey rakaora amai wakutozviona kunge celeb nxaaaa masocialites aya emuZimba ungati vakabarwa namoms mumwe chete. Same whatsapp group nxaaaa. Ndosvinokupayi kusawiriranaAaah zvazi Patricia munotoziva kuti feli haabati chikafu chemuroyi akadaro vasungwa vanenge vari under protection you see kuti it's not everyone who can visit feli varoyi vangato mupedzisa kujeri ikoko akasakosheswa ano iraiwa nevavengi vanenge Patricia vese variko vakakosha haa kana zi Patricia rikauya ne cake chairo feli haabati haangadye chemuroyiVàmwe muchamhanya bani nacho chi bridesmaid ichi akuudzai anga aenda kunoona Mai venyu ñdiani Deco hamuna kuiona here kuratidza kwaive ne function maida arambe kuenda kwaakokwa because Mai venyu ndokwavari kwanai imi muchàita BP muri vana vadikiAsi u think chikurubhi yaya Felistas nhai wese aenda akuda kunoona Mwari wenyu Felistas …… shuwa uchiri ku bigger bhanditi…. U are brain washed to the coreAifunga muchaimbirwa unongoona katanda karimuziso mangu izvo wanikwe kamuchacha hakapo ndosaka kachizoti ndorema kuita kuteerwa nema monitoring spirits kunjeri iko kakatoudzwa kudhara kuti usaobekere wakabatiswa pasi ende wakafambira mahara nyangwe kwaive ne function wakaendera agenda

  • Share: