Friday, September 27

Zimbabweans Said Toda Zvedu Fun Madhumbe Than Tete Mildred Chembere Ine Zemo Hainakidze

Musadaro ndoyega chembere yakatsiga paFb iyo isinga vaviwi nezemo sana tete MildredNhasi hanzvadzi yababa vangu yakachena hanzi munonditarisira pasi muchiti ndine mazizino ndakashata asi vanhu kaa🤣🤣iwe Portia zidzoro rako😏But hunhu chaihwoo ummmm hwakudhura zvahwo 

Zvimwe zvinhu inzwawo kuremerwa nekutyper zvisizvo pamusoro 

 Pemunhu mukuru 

Shuwa ukaseka nekusununguka somtymz notoitwa bhari tisadaroMukaziva kuti vanhu vanezvirikuvanetsa kunze uko,vopedzera shungu to wrong pple...nyangwe akashata anodya kumba kwako here iwe PortiaVanhu zvinwe zvamunoita hazviite farisai zvenyu nayo fb iyi,why cant you be nice to others ?? Munhu anotukirwa kushata kunge ndiye akazvisika musadaroMunhu wese akanaka Kuna mwari iwe unotaura kushata kweumwe munhu ndiwe wakamusika here

  • Share: