Friday, September 27

Zimbabweans Said Munyaradzi Mawadze Ngaauraiwe Akacheka Sipho Justice For Sipho Toda Angoitwawo Zvaitwa Mhondi Dzekwamakore

Pana Tapiwa Makore Snr naTafadzwa Shamba matigonera ko pana Munyaradzi Mawadze mati tiite sei? Akacheka Sypho pahuro the same way yakatochekwa Tapiwa iya kwakumusiya musango for days akazowanikwa adyiwa dyiwa nemasvosve asviba kuti tsva hawaimbofunga kuti munhu. Munyaradzi akaita more than 3 weeks achitorarama fani life yake like nothing had happened and achitoshandisa phone yaSypho to text and distract people vaitsvaga Sypho kuti vafunge kuti mupenyu ane kwaari. Kutomucreatera nyaya yekunzi akatiza zvikwereti akaenda kuSouth Africa. Kutonyeberawo kubatsira vaitsvaga kutsvaga Sypho wacho. Sypho aitova futi second victim , Munyaradzi akambokanda imwe student yepaUZ mudam vachinetsana nenyaya yelaptop. Evidence paboth cases iripo zvekuti . Munyaradzi Mawadze anotongwa riini.?Mutongo waTapiwa snr naTafadzwa taunzwa ko waMunyaradzi???

#justiceforsyphoSypho akandirwadza kusvika pabhonzo chaipo ..he was a good friend yebrother yangu ..my brother cried 😥😥 akati sistran takaparadzana naSypho a day before his murder tafambidzana from joina tichienda pafoodworld kunotenga tumaSurf tweDollar dollar taudzana kuti tikuda kumbonoita tumawashen twedu paden ...that was the last time yavakaonana ..Munyaradzi denga rako hakuna 🤞Justice for Sipho haa mhondi ngaiende kujeri ko Munya akauraya arimo here mujeriYou may be forgotten but in our souls we are still with you, 9 September trial ya Sipho pfeka Kuna Judge uwane justice yako Sipho 😭😭😭😭Mhosva hadzitongwe dzichinzwaro wena 

 

The reason why these guys were given death sentence was that the state argued that they failed to give zita reavatuma and kune musoro we mwana 

 

They were not remorseful even after committed gruesome murder

  • Share: