Friday, September 27

Zimbabweans Said Mukadzi Wese..x Tap Mwana Wapresident Anomudii Zvinonyadzisa Izvi Achidiya Mukadzi Chaiye

Reputation matters mukadzi we sex tape haaendeswe kuma family functions. Unogara kubhahwa ndo kwako ikoko……chero mukandituka kuti handina mari, ku State House Pokello haapinde zvekumhanyaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Say dt again handzi hee ane class,vane class havaitwe ma side bishu dai akakosha akaroorwa kwake egaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚All these people are on social media .its obvious mukadzi wemurume uyu knows kuti pokelo is there.a lot of people here vanodyiwa musaga,vamwe ma side dish but chikuru apa uyu aka secure hake bag rake.vana vake vagerwTaura hako ne class yake iyoyo arikungodyirwa musaga πŸ¦“ nekuwonekera kweZebra kuye inongogara musango mune Shumba wanike ana mbwa nana dhongi nekushata ikoko varikuraramira muyard imwe chete nevanhu

  • Share: