Friday, September 27

Zimbabweans Oda Baby Welcome YaDzabu MuHICC Aiwa Kana May Weatger Auya Konoona Mwana Wenyika

Madam Boss please tokumbirawo baby welcome yaDzabu kuHICC.Mwana uyu ndewe nyika mukungozvionawo kuti anga akamirirwa sei.Mukaitira kumwe hatikwane tese.Dzabu anotoda iri HICCHaunyepi kkkkkk Dzaburukanyashadzaishe Tanga takakumiriraDzabu warangarirwa mkoma Mayweather vauya kuzokuita makorokoto vatambirwa nezvigure manyama🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️

  • Share: