Friday, September 27

Zimbabweans Not Happy Hatina Basa Na May Weather Zvaakauya Munyika Mukamupa 1million Chakachinja Hospitals No Mishonga Nhamo Potholes

Tomuona pambwa uyo kuuya kuzotora Mari ye vanhu vanotambura siezKunge Sauro andina basa ne weather muma potholes imomo i took it further πŸ˜‚πŸ˜‚

 

Anyway 0,0,0,0,0,0,0,0,1 pakatobekwa comma migwagwa yedu yakadai 😐vanhu vachifa muzvipatara pasina mishonga πŸ’”ukuwo manesi achitaura kuti hatisi kuzorapa vanhu nemazvo kana bonus isina kupinda 🀦🏽‍♂️

 

My Zimbabwe πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ’”

  • Share: