Friday, September 27

Zimbabwe Yainakidza Mazuva Ana Kapfupi Marabha Madumbe Iko Zvino Industry Yazara Maclout Chaser Asina Content

Nguva yezvima drama izvi zimbabwe yaive huchii vainyatsogona kwete zvatakuona ikozvino zveku foseraChinondigwadza nehuchi ihwohwo vamwe vakafa vachipemherwa mari dzekurapwa vasina kana kobiri.Hapana chaimbonyanya kunakidza ipo paye. Kungoti ndozvaivepo, kwaive kusina maskit panet, ana Netflix, showmax naiwo maseries ekuma tv nekuma DVD etc vaisave necompetition bedzi. Just like Zbc inotora award kunzi the best broadcaster in the country haiwawo 😂🤣Marabha wapapi pamazvi cabbage cabbage wapapi pazvima tomato tomato not zvavakuitiswa na Shuga shuga wenyu

  • Share: