Friday, September 27

Wasu Oti Vanhu Vese Vaishungurudza Maitt Vopandukirana Mwari Haadhakwe Kuchando Hakuna Peace Chokwadi

Mwari haadhakwe Chokwadi maiita tag team kutuka Mura siku nesikatiInini ndaifunga sekuti kana vanhu vaenda kuchando vanenge vave nepeace of mind moziva đŸ¤“handina kumboziva kuti vachange vakutinakidza isu varikuAfrica namadrama..zhara yakanaka hauna nguva yenoise zvino ava vanodya vachiguta voti mawifi akacheaper haaa yohweeee

  • Share: