Friday, September 27

Tytan Onzi Anekahungochani Kadi Maari Isu Toti Murume Akatsvuka Or Kunaka Atove Ngochani Here Dzikamai

Titanic ari kwese kunzungu nekunyimo. Ukaziva izvi you will understand why ane kahu feminine.I have realized that when you're male and light in complexion you always get such an inferior misjudgement. People will think maybe you're not manly enough or u have a small d!ck or something but its the opposite. Even kuchikoro vanhu vaindi buller around then later find out kuti ndairova and i was even more stronger than vakashata vacho lol. Nice looking niggaz are the most dangerous in everything trust meFilter yaTallyn yakawoma Veduwe. Heya Nox akashata kudai? Ka face kuita kunge mutsumwarumwa.Handisi kuti chiii kana kuti chiii asi tytan Ane kahu feminine kainako hake 

Zvemubrugwa make handichataure hangu asi hamuna chinhu baa kkkHe is a very good looking guy with a very minimized testosterone,it's normal chero nesu vakadzi variko vsnonzi Mai ava vane hubaba huri mavari😆

  • Share: