Friday, September 27

Tinashe WekuGweru Anogara Ku Sheffield UK πŸ‡¬πŸ‡§ Otakurisa Vanhu Madrugs Vanhu Vema CoS Musabvume Maparcel Evanhu

Ndinzwe anoti nditakurire something from Zim handichada this dude ariku Sheffield kwekumubata tinokuziva. Ngaamire zvaarikuita anowana adzoswa KuZim akaramba achitamba game iriπŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”Pane akauya achitotaira kuti hama yake who was coming to UK ne COS asungwa coz zvanga zviri mudovi as well... its sad and this guys is a narcissist which no remorse at all...dai asingwa.He should be arrested. After everything haana kana remorse .He will continue doing it haambomire .Kune vakasungwa recently nenyaya yedovi irori ,it wont be shocking zvikanzi ranga riri rake.Ndakazviitwa nasomeone wepedo kunditakurisa do i raive nekabhotoro kemafuta mukati mheno I anointing oil here or chii nganditambure kusvika kuno border rakanetsa munongonzwa imi ndakazotosvika ndasvika dovi riyevraputika ma ndakati regai ndirichinje bottle wani mune ka plastic mukati kane ka bottle kane tufutaPakaipa zvapo but still still munhu uyu achine mukana wekusungiswa as long as evidence iripo... I usually watch channel 181 or 189 Madrid Airport vanhu vanobatwa zvekutodaro.

 

Ichi chidzidzo kune mumwe wese aripano..

  • Share: