Friday, September 27

Tinashe Mutarisi Onzi Kasi Akarombera Bvudzi Here Junky Yacho 1 Mbinga Irikutorarama SaSamson Wemubhaibheri

Knge akaromba nevhudzi bcz junk yacho ine munhu pasiAkuita kunge grant manje Asi akafanana nJudas Iscariot

 

Bhachi nemusoro kuita hondo kudaro pamunhuIngawani kune Barber ranetsa paZim rinoenda ana comic pastor nana Ngoni why vasingaende ikoko ummm 

But it's better to look dirty une mariI can't judge but only God can do it handizive zvatanga achiita that time Pamwe kuti azviite tsvina and Pamwe anga atori busy nebasa hake ndobva ndati wakaromba nooo handidaroomazuvano arikuita kunge ndinonzi legion nekuti takawanda .i

 

mari zvayo pane paarikuzvibata junk parikuda kugadziriswa padiki dikiVhudzi haridi kwese kwese mhani warida chikamawo zvobudawo zvakanaka eeeh anhu ane mari anonetsa zvichida imhiko kuti bhizimusi rihambe🤣🤣🤣🤣fungwa dzevarombo gegegeeèNdonzwira tsitsi mukadzi wake akukiswa nemazindebvu ayo ummmm vakadzi varume vanombotipikisa jeri tiri pano pasi

 

Tinashe Mutarisi haana kusirirwawo here pakanyorwa vamwe mubhaibheri uyu😭😭

  • Share: