Friday, September 27

Tinashe Maphosa Oti Maitt Forced Me Kuchata Saka Ndaichema Pamuchato Orondedzera Kushungurudzwa Kwaaitwa Kuna Mildred and Samaz

Hanzi naTinashe zvekeke rinobhururuka takatotaura nemunin'ina wangu kuti kwaMaphosa hatina kumbozviona 🤣🤣🤣🤣 sekuru vangu mune drama Zimuto 🤣🤣🤣🤣Money is nolonger the root of all evil but ATTENTION isNow I understand panonzi from hero to zero, grace to grass🥲🥲Ndopaunoona kuti Satan akaita kudhanaira achipindira zvake Tinashe akaoma moyoIt ended in Nyaka Nyaka hazvo but for that moment aiwa zvaibuda so sweet 😅Paanopiwa sadza nemuto kujere l think anombofunga cake iro 😂kkkkkkk but imi vanhu vese ava varipi or vaivepi kuzosvika Mai vaye vavharirwe🤣🤣🤣🤣🤣Kuda kufadza ma Zimbabweans anotozvitamburirawo ndokunonzi kushaya njere kuda kupihwa mbiri nevanhu vari kutonetsekawo zvavo zvikagokupei live within your means mai tt vanhu vakangotanga kuvarira vasina kana chinhu

  • Share: