Friday, September 27

Tete Mildred Voudza Joey Pfeka Mushe Nemakumbo Anenge Emunhu Anofudza Mbada

Hanzi natete midhu pfeka semkadzi chaiye kwete kungosiya nyama panzeNemakumbo enyu anenge evanhu vanofudza mbada aye munoti mungaafananidze negumbo iro here siyanai naye mwana uyo kkkkAkapfeka semukadxi anozooneka kut yachembere saka beta anyebereo soo

  • Share: