Friday, September 27

Swagger Oti Ketina Unga Zvicompare Neni Ndakaibva Mwiri Wese Nemafuta Iwe Zvingakaa

Ungazvicompare naSwagger iwe Ketty 

Swagger chaiye akaibva zvese haana kana zvingaka 

Kusekana kwana kamba 

Kubaka baka family nezuro makananairwa nezvingaka Amai venyu vanetsa itai go fundStop comparing Ketty nengochani,vanhu 2 vakasiyana.Zvingaka zvaSwager mozviona sei iye achigara akavhara

  • Share: