Friday, September 27

Sure Kukwira Ndege Une Zvikwereti Jackie Ngarande Azobhadhara Chikwereti Chefridge Changachanetsa Kwa Patricia Jackie

Ndakazvitaura kuti ihadzvadzi yaFochu chete hakuna mumweThank you Jackie nekubhadhara balance yechikwereti yanga yasara yefridge nekuti noise yakanga yototanga ukainyararidza..

Ndozvatiri kuda izvi mucommunity kwete zvawanga wakuda kuita shuwa nekunaka kwese garisikanai nemi.

Taura naJowie kuti zvinogona kumuipira she should just handle this fast kuseri nyaya yemastand

  • Share: