Friday, September 27

Shema TV Zvaacharohwa Nezvidhoma Zvevanhu Nekuda Kunzi Haabvire Vana Valasiya Mbuya Ava For A Reason Why Kupinda Musingapindwe

Ukaona wasvika pakutiziwa nevana vako bata Hana yako katatu utimwari ndirimutadziIye Shema acharohwa nezvidhoma zvevanhu uyoMoyo wangu warwadza vanhu munotaura zvamusingazivi dayi makavaona live hamataura zvese izvi 😭kudenga kuchaita kure ndatiAsi dai vana vacho vakasiya zvinhu zvako kaa nhai coz vanoratidza kuti vaive nezvinhu zvavo ikozvino vakanyeperwa kuti dzimba dzavo kutown dzakapazwa mmm zvakaipa chero dai vane zvavakabata dai vakarega kutora property yavo kaa kana vasingavade

  • Share: