Friday, September 27

Shema TV Wakabatsira Ana Baba Ruva Totenda Asi Chirega Kuvafungira Zvese Vafungewo Vega Taita

Thanks Shema for empowering baba Ruva. But I feel like there are some decisions that he needs to make for himself not for you to make for him. I have seen kuti even if ukavabvunza kuti taura zvamafungwa unenge watovataridza kuti iwe unoda zviitwe so so. Saka ivo with the respect he has towards you, he will be left with no option but to just say what you want to heard.Guys vanhu vaye vaigara mu world yavo Vega. They never knew how to associate nevamwe. Dai kwainzi munhu anepfungwa aizokwanisa kuvata muimba yemapango nababa namai pamwepo? Aitotadza kudzurura imba chaiyo nedhaga chairo. I’m sure Sharon akamuratidza gwara and working nevamwe varume biyake anoita achichinja nekuonawo raramo inoitwa nevanhu. Arikutogona ShemaBaRuva vanotoda kufungirwa ivo pachavo vega hapana chavanofunga chinemusoro , Shero rsmba une.moyo iwowo , pavaigara mudumba hapana akavacheuka vawana destiny helper vanhu makuda kumisa nhingi muchida kuzviita vaziviBut anozonyanyawo Kuti yes yes kwacho haanawo chaanokwanisa iye ega nepfungwa dzake kuti no apa Ini ndinoda izvi chiyes yes chacho heyiShema anotori right baba Ruva vanotoda kufungirwa vaye imagine munhu anotora mabra emukadzi achinotengesa kty anwe doro zviriko here siya atovafungira cz akasadaro mari yese inopedzwa kudoro

  • Share: