Friday, September 27

Rose Kupfekedzwa Apolo Jersey Naketty Kutya Kufumurwa Kusvika Pakuchooser Mutorwa Anotuka Anambuya Murata NaFeli

Ana Rose mapaduze kupfumurwa and the way she was so apologetic pa live yaParadzai its clear she is scared nyaya dzaikanda about khazeni yake dzingabudehaa uyu anoshota rumamiso uyu saka vanhu vototya kutaura kti havachade kutamba newe hre vanhu ava varikungofanira kungonatana vokutsvaga vokumamisa chaizvo ende unofanira kuponera kuchipatara uchidzokako unodzoka wabhoo panyaya dzeku buller vamwe naivo vanotamba newe wacho vanoda futi kumamiswa nekuti havana kukwana futi

  • Share: