Friday, September 27

Rose Fake Hama Yamaitt Saka Achinanzva Shure YaKetty Yekufumura Kuti Tt Mwana Anechirwere Chaakapiwa Namai Vake

Kana nyaya havana zvavo vari kungonanzvana asi pafeya rose hadi ketty akutotyawo kuti vakaparadzana masecrets anobuda plus anotukwa saka otongoramba achinanzva ndiye akaudza ketty kuti tt aripa chirongwa rose zimbuya repa cornerSorry to say this but have never seen munhu akapusa like that..After munhu afumura all yo sensitive stuff already including yo strong drug abuse, risk of losing vana, hauna mari u get donations from her , ehh murume wese anopfuura nepauri etc then woramba uchisekerera that person..that person is very dangerous hakuna huroyi hunopfuura ipapo, it means they have never loved u/never been yo friend. so u gat to run very fast with yo life coz next time kana mshonga vanokuisiraZimuke Rose basa kusekerera hama dzichitukwa na ketsvina iwe nekuda kwemuromo wako usina boundarie wakutyaka zvawainyeya hama dzako

  • Share: