Friday, September 27

Rose Dzikama Iwee Run Away From Ketty 40 Year Inenge Mbwende Kurasa Hama Dzako

U hear a 40+ year old saying kumunhu arikutuka hama dzake .. iwewe neni hapana chatakatadzirana lol ko vanhu vari kutukwa are they not your relatives? Ndokutotadzirwa kwachoka... saskam.Rose Rose Rose distance yourself from Ketty, uchapachema chete dat ngaka is not agood friend, the moment yaakatanga kutaura masecrets aFelly waifanirwa kutiza nehupenyu hwako, wangonwa doro namamwwe mafriends ako wani, Rose i repeat distance yourself from zvingaka, zvekuti hee neutral zvekupenga zvako zvirege siyana namasomera, cz uchapachema, ucharova iyo co#ine mushe waundurwa

  • Share: