Friday, September 27

Pokello Oti Mazimbabwean Munorwadziwa Neni And Chekundiita Hapana Mari Kume Vanogeza

Mazimba munorwadziwa ne babe iri... but chekumuita hapana munotoshuva muriiye kkkkk manje pana pokelo hamuporeHaaaa kungoti ane mari yekutenga zvinodhura chete,otherwise anokundwa nevati wandei muno muZimbabweKuchena yes bt zve beauty ratove drama dhakisi haridyiwe musoroInyama yakabikwa bikwa yakambo dyiwa ,hameno iwe unoda zvakadyiwa unonakirwa naye

  • Share: