Friday, September 27

Pokello Olinda Chipo Trouble Vopfeka Burbery Asi Imwe Yazoonekwa Kuti Ndeye Kusmall Street KumaChina 12.50usd

Chipo akachena bt zvake hazvidhure ....vamww zvakanaka asi Havana kufitwa uye zhinodhuraChipo akapedzera because avo vese mabig fish Chipo kahove kekumamishaPana orinda haaaa its not make sure....Pokello agara anofitwa she knows how to dress herself zvinobva zvabuda soo suwitiOnly one person never tries too hard… she understands fashion language and takes it easy.Pana orinda haaaa its not make sure....Pokello agara anofitwa she knows how to dress herself zvinobva zvabuda soo suwiti

  • Share: