Friday, September 27

Phillip Chiyangwa Oti Edzi Yedu Yamunotaura Atleast Inodya Magrapes And Iripavanhu Vane Mari Imimi Kungowukura Kusocial Nedia Madoctor Efeki

Munyori unenge wakati patei,koAIDs yatanga kubata varume ava here,uye zvinei newe kuterera mahealth status evanhu,kowadii wandoongororwa zvirwere zviri mauri watanga kurapiwa zvisati zvabuda pachena.Kwana semari yechipipipiHakuna mazuvano kune maArvs mufunge munhu anorarama nehutano hwake bhoo iwe uchiti Aids Aids viral load yake iri suppressed zvachose . These days kwane Highly active antiretroviral therapy in short toyiti HAART unogona kunzwa ichinzi ART asi rekutanga iro ndorinoreva chaizvo . Torwari ropa nguva ichipo AIDS hakuchina mazuvano kune vanhu varikurarama zvakanakisa vari paHAART .Kuchiri neAIDS here mukore uno nhai ghost. Vanhu vari pamaARV munofa mese muchivasiya varipo.They are very healthy njanji chaidzo.Phidz anowanzo dzokera paBoka paya paTurn off kumbudzi haasviki haabvume

  • Share: