Friday, September 27

Patricia Jackie Otsiura Sisi Bhudhi Swagger Sure Kutiza Kutenga Mapamber Nekuda Kwehunyope Why Kunyepera Varume Vaku Catcher Kuti Urimukadzi Uchafira 50rand

Time for keeping it real with pj

Open letter to you my brother swaggerlicious

Yes if it your profession kuita zvechibhishu itai but keep this in mind dear uri murume paunenge uchipfeka hembe dzechikadzi pfeka kana zvirizvo zvino kuitira but kana wakechewa chiuudza munhu chokwadi uri murume 

Ndanganzwa guru rangu kurwadzawa ,ko kuri kuurairwa 50rand which is 2usa dollar here in Zimbabwe for the why nhai dear ?you are talented unogona kuruka musoro zvekuti and zvaifaya ,uyu waita zvekutengesa mafuta ukataura nemafans ako kubaka baka family vakupe Kestart plus mastars ako unotorarama upenyu huri bho

Southafrica yasiyana ne Zimbabwe unouraiwa rakacheka nyika. 

Ndakanzwa that guy achiti don't mess with me you will see 

All the best malove nemalikes bho but kana wawega unochema kunoshota ndekwenyu

2 days vanhu vefacebook vanenge vatokanganwa nezvako

  • Share: