Friday, September 27

Patricia Jackie Oti Olinda Hatisi Varoyi Hatirege Kutaura Ndiwe zmuroyi Unouya Nezvinyaya Zvako We All Kno Marriage Yenyu Haina Dhiri Kuitisana

Hatisi zvedu varoyi 

But there is trouble in paradise 

Isu we post content yatapiwa pano. 

Ndiwe wanyora wega

Kana muri mese zvakangonaka futi 

Ini I don't hate you oc but uri kuita kuti marriage yako even your husband kuita bepa

Even zvawaka poster zviri nhema it was not necessary at oil

Musino wakaitq live uchiti mutorei tytan mumuchengete muri imi 

Iwe ndiwe unozvisekesera marriage yako kuita mahumbwe eecdWe gve her what she wanted attention, lol pane vamwe vakazviita last time vatuka vatuka pafb kwakuiti my life is a movie 🎬 tachinyepera but zvavepi.

Pana stunner she did the same kuuya akamuumburudza kwakuti ndaitamba

Isu zvekumba kwenyu hatineyi nazvo ndimi motipa Towana nyaya

I love oc but kana Uchida munhu muudzei not to aslick this is wrong whatever you doing shuwa kana nhema hazvina chiremera

  • Share: