Friday, September 27

Patricia Jackie Oti Joey Nyikadzino Takati Operation Hatidi Mbavha Saka Wakuitei She Come NeV11

Keeping it real with pj

Nhai veduwee takati operation hatidi mbavha pafacebook kubva nezuro was in denial haa mav11 acho Ari kuramba achinaya ndakatobvunza nezuro kuseri sezvo ndine number ndikati is it true sis ndiye blocked hana yakabva yarova imi veduwee chiiko masocialites kubira vanhu kudii takati hatichadi mbavha wani vanhuwee ,ndosaka vaimirizika pana kamuchachilo ,dzakambobuda nyaya idzi tikamboyanika dzemukando mazimbo nekupusa as usual Kwai munegodo noo noo takutofambira nyaya iyi inii stand with the truth

Kamuchachi gore rino ndaona muchiwanda kuchikurubhi ikoko

Pasi nembavha

Pasi ne mafraudster

Pasi nevanotipa pressure yenhemaRight tadzoka futi kunewe Joey .Vakadzi vemastand havasi vanhu venoise asi nekuti iwe une rafu plus hausi kutsanangura zvinonzwika mugroup plus urikuvatyisidzira they have no choice but to resort to social media.Siyana nechigandanga chaukuda kuita uchiisa zvimapost zvekupenga uchidhilita.Chirikungodiwa kupindira mibvunzo yevanhu 30 avo vaurikutorera mari dzavo each month. Dzimwe dzese ingano

 

1) Manumber emastand awakaAllocator vanhu aya wakamawanepi because zviri paMother Deed racho raurikushandisa rawakaba nezviri paStand allocation zvakasiyana.

2) Iwewe Joey nemudhoto wako hamutozikanwe kuLake City kwacho nemurungu muridzi weLand saka pindura kuti iwewe nemudhoto wako murikukwana papi pamastands amusina authority to sell??..Property Handle ndivanani ivavo vawakati ndivo vakudealer nemastand because again havazikanwe kuLake City kwacho!!

 

3)Mother deed iro rauri kushandisa kutengesa mastands wakariba kupi nekuti itori fraud.Murungu wacho akuramba katatu HAAKUZIVE!!Saka wakariwanepi??????

 

CHIDHUMO KUJERI!!!

  • Share: