Friday, September 27

Olinda Akangofunga Tytan Akaburitsa Chirwere Chake And Akamboti I Would Rather Be Under The Bridge Ndoxvinoita Amuone Senge Kanhunzi Mwana Atambura Uyu

Zvakaoma hazvo mwana atambura uyu.Nhasi kufoswa kucelebrator anniversary 😭😭Nhai Tytan uchasvika rinhi uri mujeri?Inga apa wanga wazvipira wani kusiya Mbuya ava?.Tazogara pasi semaghost TESE tawirirana kuti timukire kuBhruwayo mangwana tinotsvaga mhamha .Vanogara nechepapi kuBhruwayo?.Vanonzi ani zita tiwane pekutangira Bhruwayo yakakura.Wakaita zvekubiwa kwamhamha here kana kuti wakanhongwa mustreet?Budikira uudze dare zvakanatsofamba sei uwane rubatsiro.I would rather sleep under the bridge inondinakidza everytime i see this video😂😂😂Izvozvi ndozvinoita kuti Olinda akambozvifunga kopushirwa kure pamapikicha.

  • Share: