Friday, September 27

Nox Guni Otanga Kuimbira Tallyn Ndudzo Masongs Asuwa Kuchengetwa Ka Mari Hausisina Yecerevita

Atanga kuimbira tarini masong tihwe kuti madzokerana touya tikakuita unfollow wakanyadziswa uchinzi wakapa munhu madhizizi plus wakangomutengera cerevita chete kubva muchidanana kuzaka hatidi mroora anodhonza matin tin palive mkadzi wamandla uya

  • Share: