Friday, September 27

Noster Urizidofo Dai Usiriwe Larisa Enda Kupolice They Do Forensic Analysis On Your Phone

Nosta hauna kungwara zikudofo.Kana usiriwe Larrisa zveshuwa zviri soo easy to fix..Enda kuPolice they will do forensic analysis on your phone vokuchenesa kwete kuita zvakadhakwa zvekutsvaga munhu wekuwunza palive uchinyeba kuti hausiriwe une kaghost kako Larrisa.Uri mboko last๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Larissa itop fan yaFelly,Noster akazotanga kufarira mura riniAaaaaah ndaseka pazonzi l know u you u know me samaz don't love u ghost iroro rozivana NaNoster uyq mukadzi anga anechimask anoziva noster vanozivana Vanhu Vaya Rue Ari right

  • Share: