Friday, September 27

Ngoni Oti Zvekuti Mukadzi Ane Mahips Handitozvibhare I Move Anyway Madamboss Ndovakapush Murume Nehunhu Hwawo Wekwa Ngundu

Mhofu yemukono Murume zvekuti mukadzi ane magaro mahips izvo Mhofu havazvibhare izvozvo munosiyiwa nemazigaro iwayo . Ndokuti Mhofu yemokono vazvina basa kuti irovha haana mari Mhofu yemukono Murume asingatongi ne mukadzi ndokuti Mhofu.

 

Vakadzi muziva kuti kuita magaro hips mari hayisi achievement mumariaji or murudo ipapo muno batsirika. 

 

Ngoni aka pushiwa kuita chihure ne mukadzi nekuti mukadzi ayienda kunozudza matako Pa public kunana level then nhasi Mhofu vomira semukono zvorwadza waku player victim Dudza kwana . Why pese pese ndiwe unotadzirwa mu vanhu mumariaji Haa kwana.

 

Kana Zimbabwe 🇿🇼 public inochema na Mhofu wakaita Murume abuse nekuti irovha nenyaya ye kuda malove ne malike . Mhofu vakasvika pakuhura nekuti wakavavhisa Chiremera . 

Mhofu yemukono hayimirire iyoyo chimboona chitanda chirimuziso rako first then you can see why Mhofu left you.They're going to be together for the next life aswell Tyra nemurume wake ska rest tsvagai mabasahaa kana kuine nyika ine vanhu vakaoma nekuora moyo ndekwedu manje.zim ine vanhu vanofarir kudonha kwemunhu shame ndosaka nhamo isingatiperere.akuna ariperfect asi motofarira kuwa kwemunhu zvedi tobva tawanei.ehe uyu aiganza amushaire munhu mhosva wese mnenge muine nyaya dzake uyu aizodai uyu achidai yoweeee

  • Share: