Friday, September 27

Murume Akakecha SwaggerAchifunga Mukadzi Oti You Are Digging Your Own Grave SouthAfrica Unoswera Wachekwa Tumabhora Utwo

Iwe Swagger you are digging your own grave Satafrika haisi Sweden unoswera wachekwa mabhora ayo Ndozvakarambira mukadzi izvozvo kuti uzvichipise munhu wechirume,chinjai maitiro blaz kutobaya live kutya ka manje zvichakuwana umwe musi 

Haunganyepere munhu kuti uri mukadzi oona kuti uri murume wakutoda kuonererwa uchiuya palive.

Satafrika haisi yamai vako, wakufarisa manje zvekuita mafans makutoona kunge motonga pasiroseNdopaunoona vakadzi vakuru vachikuza hanzi lala wedu 🙄🙄 vanhu vanozviti mabridemaids ndana Satan infact vanenge vachiku initiater zvichi satanist chaizvo vari after your downfall nekuti hakuna angakuze mashura uyu chero akafa nehama hadzinei naye they disowned him kudhara muchambonzwa achitaura nezvemwana wake kubva paafumurwa zve juju ratove benzi ko kusarara 🤣🤣🤣Hameno vano follower duzvi ronzi swagger zvaakaita zviri wrong anoshaya anorova kubaya live button ari iye ari wrong ngaaende anoshanda uko kachingoti kuipaNot judging anyone but let's encourage hama dzedu vasangobuda kuinda kuzhe kwenyika vasina course that guarantees them a stable job ....desperation can push us to extremesSwagger kutiza kutenga mapamper Uyo🙌🙌😂🤣🤣munhu aive murume bhoo now akunge Ngozi 🙌

  • Share: