Friday, September 27

Mukoma Masimba Vadzoka Kubva Kumapenzi Voti Ndavekuda Kukumbira Sekuru Banda Ruregerero Ndivo Vakandiroya Kuti Ndidye Dho..dhi

Mukoma Masimba vari kumufarisai mosepa Facebook . Vati vakabuda muchipatara 2022 . So vari kugara kuma govt accommodation . Hadzi ndava kunzwa zvakanaka . It’s sad let pray for Mukoma Masimba.

 

 

 

 

I remember vachituka n'anga iya I think vasari sekuru banda vachibheja kuti haina power πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ asi mukoma masimba ndongoda kubvunza kuti chivindi vavachihodhepi coz havana kuzopedza mwedzi vavakutomhanya bani😌😌😌 dai vakango kumbira havo ruregerero kuna Sekuru vaye l doubt zvingadai zvisina kusvika pakadai shameπŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯ Mukoma masimba ..

 

 

 

Hope vanhu will stop kutuka vanhu vasinei navoVeduwe ndozvaita mukoma Masimba izvi. What really happened for him to get to this. Mental health iriko but izvi zvakazonyanya kuita kunge zviri spiritual. Akawana one on one with a powerful munhu waMwari anoita right uyu.

  • Share: