Friday, September 27

Moreboys Otendwa Ne SouthAfrica Yese Mushure Mekunge Abata Mhondi Akapotsa Auraiwa Ndovarume Kaa Ava

Uyu ashanda uyu & aposta auraiwa nemhondi vachizama kuibata, maresources ake, mainvestigative skills ake and everything, for free. Munhu ngaapiwe maruva ake please , maybe dai asina kutomira mira vaigona kutora nguva vasina kubatwa mhondi dziya. Ipai munhu maruva ake, kusatenda huroyi. Pagona munhu ngapataurwe. 

 

Thank You Moreboys Munetsi

 

Munhu wese ku Great HopeI just love this man’s heart and his love for Zimbabweans.but vanhu vacho havadike zvanomboitwa mumastreets deno ari unwe aka giver up.much loveNdovarume ava not vanongongwarira kunhuwa hapwa nekungoposta zvisina musoro pa sosho media

 

 

Weldone mr Munetsi🎉Aita hake he should be honored for apprehending that notorious couple. Vanhu vane moyo mukukutu shuwa. It's a moral lesson to those who are leaving the country to make efforts to take their children cz kana Mwana wamai vako chaiye anokuuraira Mwana.

 

Akaoma mukadzi iyeye no remorse ava vaitoda lethal injection chairo. Haungarwadzise munhu kusvika ipapo.Akashanda kni akasiya basa rake kumhanyira mhondi idzodzi dzodazve kurwisa kudazve kuiita humhondi humwe zve iiiiii ngavagare mujeri tinotenda mukoma moreboys

  • Share: