Friday, September 27

Micheal Magz Oti Holyten Ndiye Akati Rasa Mari Ya Olinda Tinozoitukirwa Mangwana Hatizode Drama She Is Just A Fan Ngaazive Pekugumira

Uyu mface akabhaiza & Ari kuwedzera kubhaiza manje Mari yaOlinda vakaipiwa vasiri pastage ,holy akatoiisa pakanaka iyo yakazopiwa pastage hajasi olinda rimwewo fan orasa hake Mari akunyepa kuti yaOlinda taisaida iyo yakarongedzwa takatarisa kuda kukanganisa futi reresheniship yaholy namai nkomoIt was gonna be more nice if it was left unexplained mozozvi taura kana kuchi next year uko. But reason yacho makes sense alot. Ngayiraswe mari yavo ivo. Kwavo vanotambura Valera here.Olinda is just a fan yaHoly 10 zvinogona kungoitwa nemunhu wese asi manje chimpanzi chemop mumusoro ichoo chakafunga kutrender nekuti charasa mari yaOlinda?? Hayas dzungu racho🚮🚮🚮Vanoziva kumarketer vese vari 3 handiti vachirimo muUK vachatombotenderera kune mamwe mashows avowo,OC chero kuhigh tea anototi aite drama kuti atrende .Kunyepa we saw the video wat time did he tell you that he was singing akangokubatisa Mari chete… ndirini Mujaya waitosvika uchindipa mari iyoyo kumusha Kapenzi komunhu

  • Share: