Friday, September 27

Mazimba Munongoseka Kushata Kwemukadzi Wacomic Pastor Imi Makanakaa Hamuna Kana Varume So Dzikamai

Mukangoziva kuti mukadzi hazvirevi kunaka mobatsirika,the reason why vamwe venyu musina kuroorwa coz mofunga kuti mukadzi i face no,Mukadzi mwoyoImi munotozviwona musina kushata here nhai askana? Musatiwona takanyarara moti hatisi kuwona kunyangara kwenyu, tinenge tichikuwonai hedu. Dai makanaka taiti ndizvozvo but kushata nekuda kuzoti kunevamwe makashata ndipo panema1 ese ipapoImi makanaka ndimi musingaroorwe manje hezvo muri kumuseka kuti akashata asi ari mumba make akachata nemurume wake ende anodiwa imi makanaka muri kungotambisirwa nguva ende hamuroorwi zvekumhanya futi motoda mubikirwe doro nxaaa ndikunzwei futi muchitaura zvisina basaHaya ehe hazvooo kunonz hakuna munhu akashata yes handisi kuramba but haaaa apa zvinourayana nekuipa zvakawanana zviuyaHaaaaa ini hangu andifarire kuti utaure coz once washama muromo wako mabhomba dai uchigara wakanyarara hako

  • Share: