Friday, September 27

Marwei Pokello Oramba Kudyirwa Musaga Nemwana Wa President Emerson Junior

Zvanzi Sisi Poki varamba kudyirwa musaga vatuma Wicknell kuposta achitetena finance yenyika naEmmerson Mnangagwa juniorπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Handiti makava Seka kuti Havana kuendwa navo kumuchato, this is her showing you munhu wakewo 🀣🀣🀣Vamwe ndoo vanenge vari kumba vachibuda vakapfeka zvakadzikama imi muri wekubhawa kusiyana kwemarevhuro shuwa πŸ˜‚ πŸ˜‚ πŸ˜‚ πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£πŸ€£πŸ€£apa mukadzi wake ariko kumba mugumbezi neheater iwe urikubhawa uchigwagwadza nechando πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Share: