Friday, September 27

Mapenzi Kusweropa Munhu Mari Dzekukwira Ndege Joey Nyikadzino Akutotuka Vanhu Vakubvunza Mari Dzavo Dzema Stands Masocialites Why Robbing The Poor

Tererai next Audio iyo paakabvunzwa nevanhu vemastands kuti ko takuchinjirei kwekubhadhara. Ndidzo rafu dzacho dzaanopindura idzi Joey Mudhoto.Rafu yembavha chaiyo.Kuita vanhu kunge vana vadiki apa watora mari dzavo.Vanhu vane right yekuziva kukuenda mari dzavo.Fix this dzorera mari dzevanhu ZIMBAVHA..!!!!!!Chidhumo kujeriNow I doubt intelligence yemazimba ini...kuvhunduka social media here chii..saka munhu akaposta pic aripa airport mototi yah uyu ndiye atova leader in my decision making? Kumupa mari for stand is she a land developer? Real estate agent? Kutengerwa grocery naye..hamuzive kune mawholesale here imi..iwo ma Honda fit arikutengeswa everywhere makatadza kutenga mega? Munobhowa imi ...wake upIt's not her chocie to tell people we're she is taking their money. It is within their constitutional right to know were their money is being taken. Mother Gee Mafana huya munzwe shura iri.Mapenzi kusweropa munhu mari dzekukwira ndege Up and down ,south n Turkey.Kuti mubvunze kuti how far mopindurwa rough futi ini ndoti manya bcz hamudzidze .Kubirwa nezvigunduru zvepafb zvisina kana U kuMaths,wopa mari yako munhu akadaro

  • Share: