Friday, September 27

Maitt Spotted In Chikurubhi Na Tete Tilda Vakazviwandisa Koanonyareiko

Na Tete tiridha vanga vanoona futi Mai venyu ? Ma saskam manyama zvikiti muri zvireshe last number vanhu votadza kushanyira vasungwa nekuti mukono wenyu wetsambarafuta ndokwauri anokoshera imi momunzvaKo zvaimbonzi vana vari pasi pe18 havapinde kujeri kunoona Hama dzavo ko avo vacheche varikutogarako vakaita mhosva dzei uye why vana ava vari mukatii vakambobarirwa kupi apa ngavawandeUkaona usiri mujeri or mu hospital tenda mwari.....that life is not easy....let's pray and normalize kuvhura hombeAkufurira vasungwa kuhwanda nemamask kutya ma camera so that awane vekunyara navo .vasungwa vaizvifarira kare ava vasingakendenge asati aveko iye Zhantali ------🤣🤣Saka vanha ava vakazvarirwa mukati or unosungwa uinemwana nhumbu dzinoitirwa kudze or what can someone balance meAll haters love feli coz they're looking for her on this crowd imagine on all these prisoners people are looking for her it's hilarious !!! you can't live without her so sad at the same you say you don't like her stop stalking her let be confused people if you don't like stop looking for her period!

  • Share: