Friday, September 27

Madamboss Voti I Will Post Zvandinoda Handimiswe And Handipere Zvekumhanya

Madam Boss keep posting zvaunoda iwe usamiswe.Hauna godo nemunhu ramba uchipromoter mamwe maArtists.Vamwe vanga vasingambozikanwa nevamwe asi varikutotrender nekuti wavaposta.

 

Nyangwe uite sei vanhu will always find something wrong with it saka ndikoko pamberi newe Mai Dzabu .Dzingoriwo nharo asi chokwadi vanochiziva havo kuti ndiwe chiBoss chacho.

 

 

Mai Dzabu havapere zvekumhanya.Kubva rinhi achingonzi apera asi achingoripo.So long muchiti akakosora moda kuziva kuti akosora sei uye rinhi haiwa achiripo zvake saka garai pasi sit down.

 

Chapera ihairline dzenyu🏃‍♀️🏃‍♀️😂😂😝😝❤️❤️correction: she is not promoting the people she has posted so far. Those people have done the work of making themselves known in other ways than being promoted by Madam Boss.

  • Share: