Saturday, September 28

Madamboss Vonzi Sei Varikuiita Senge Ndiye Ega Mukadxi Atanga Kuita Mimba Zvazonyanya Vanhu Vojamuka Mimba Ichingobatwa Nana Zodwa

Zvazonyanya izvi. Regai vanhu vajamukeRelian Chiss Apa tazoto zivawo kuti kunana Kudzi vaka zvara vana 3 ka 1 thru kusiya comment kwaaita panyaya ye munhu watinoziva tese😄😄zviwomileKudzai Msidi saka zvaMadam boss zvashamisira pakuti munhu wevanhu...

Sekungosungwa kwakaitwa Feli... Hakushamisire asi kuti munhu wevanhu

  • Share: