Friday, September 27

Madamboss Pic Rashamisa Vakawanda Izvi Hazvina Hunhu For Mukadzi Wemunhu Kubata Ndebvu Dzevamwe Varume Chasara Kupinza Ruoko Mubhurugwa Ita Chiremera

Zvimwe zvinhu ivawo nechiremera nematyira Tayira.Ko ndebvu dzemumwe murume wanga uchadzibatirei.Sei usingazese iwe๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพkuti izemo hereTo be honest pachivanhu chedu hazviko kubata ndebvu dzasahwira wemurume wako but kungoti ndi Tyra zviriboe but dai vanga vari bamunini boeMangwana achapinza rwuoko mu bhurugwa vanhu muchingoti zvimebasareiUkaziva kut Tee ndisahwira wekwana Dzabu unogona kupora , ende kuzvigamuchira kwamuchaita kut Hodzeko is a contemporary , open minded kinda husband with a flexible , never rigid free spirited wife who has the back up of a non-judgemental mother in-law kuchava mushonga mukuru muhupenyu hwako

  • Share: