Friday, September 27

Lorain Guyo Onzi Anonyepa From Makore And Zvese Mwana Waanoti Ibrother Yake Mwana Wake Vakazvara Naye Kuparerenyatwa Said

Everything about lolo manyepo from makore to kuti mwana uyo i brother yake iye ari mwana wake.lorraine hainyare here nhaiwe lolo in taters voiceLolo usapiwe pressure yekuita mwana wagara unaye mwana kudhara iyeye wamai vako ndiro dangwe rako I'm so proud of you nekwawakabva unotoona kuti idzi inyasha👏👏👏hakuna mukadzi asingade mwana wake musanyepe imi siyai azvare imi.mazadza misha wanianenge anotya kuti akaroorwa hanzvadzi yake isina kupedza xl rogona kuzoita dambudziko cz vamwe varume havadi kuchengeta hama dzevakadzi

  • Share: