Friday, September 27

Ketina Usarwadziwe Na Babydon Anotokukunda Kuimba Why Urikumutuka Nekuti Akasimudzirwa Namai Tt

Iwe ketty ukwane ukawana nguva ungaswero tuka mwana kuti haugone kuimba iwe unogona kuimba here wakaimba song ipi yakarira iwe haugone kuimba asi kuti une chido kwete chipo wanzwa zvawakaba song ya calaz yekuti asvotwa ngaarutse tusong twako tuviri twakaperera pa whatsapp ukapiwa sando dzemuma group wakutozviti uri queen kwana utukirei mwana nxaaa kana stage chaiyo unenge

 

uchingojamba kunge munhu abudirwa nemidzimu inn Babydon anotogona panewe unotuka mwana kuti tutako nekuti akutadzirei kura mhan tanga wanozvi soka mazikumbo ayo nemvura inopisa wanzwa hauna song yawakaimba kana one zvayo kunze

 

 

Kurwadziwa na babydon coz akasimudzwa nafeli iye ajatadza kusiimudza whidden apa whudden anoimba zvekugona zviye but vNhu blue tick her coz thuz ngaka thingAri bully kutuka mwana atorinani paari irohapana zvarinogona ugoona kudakuteedzera Kana richitamba rojamba Jamba ungati zigudo Riya rinofamba rega akazhinya unotoona Kuti pane isinganyatsokakati

  • Share: