Friday, September 27

Ketina Onzi Seka Urema Wafa Urimunhukadzi Why Kufarira Nhamo Yeumwe Uchaendawo Kujeri Nekutuka Vanhu

Seka urema wafa iwe urimunhukadzi hapana asingatadzi pasi pano unogona kurara wo waamo nhasi chaiye ndokupikira iwe duzvi KetiKetty anongara ku Ireland 🇮🇪 not sure how she can ever be found ku Chikurubi Max . Please don’t go to Zim Ketty 😂 Feli was the head teacher of kuseka/ kutuka vanhu ask baba Tt 🤣 leave Ketty alone.Vanomupa malikes nemacomment ndovarikushaya basa jeri harisi rufu kunodzidza your mistake that why vachiti correctional serviceMai Tt vairequester kuenda kuChikurubhi vega vachingoti ndisungisei kana ndine mhosva nhasi vasungwa makuramba kuti vanoda kuita maskit vaite zvavo parufu chaipo panoitwa maskit wani tibvirei zvedu

  • Share: