Friday, September 27

Ketina And Swagger Vonzi Ndoma Star Amunenge Muchipemha Pama Live Ema 1cent Iyayo

Kettina ,swagger ndiwo mastars acho amunenge muchikumbira pa live everyday here .Haaa kunze hakuna Mari veduwe .apa unenge washandisa data remarii kuita live video iyoyi 

As for kettina ma stars awanga uchigadza nawo nhasi haana kana cent nhate rune re 2 bond kachi e creator kemunhuDivide 4000 stars dzinombowanikwa naKetty panemamwe maLive ake by $1Denzie Koloi dofo ndiani saka apa ndati chiita maths dzacho kuti pa 4000 stars dzaanombowana pasingle Live imarii hindava muchizvinyadzisa pavanhu 😂 that is $40 pay yako yemwedzi wese 😂Xihlamariso Chabalala iwewe ndiwe unosvirirwa 2rand mujoni and you think everyone anorarama ne 2cents like you

  • Share: