Friday, September 27

Ketina Akanyarara Mekugeza Kuita Mukadzi Chaiye Chodika Ichi Chiranga Mapenzi As Zimbabweans Tokuda

Kana akanyarara kuita mkadzi chaiye ngashame mromo muone hoo apo ndopavanoisirana 🛌 nhasi zvirinaniwo tata vanogona kucleanerKetty shz a hard working person plus zvimwe zvinozomuwandira ndosaka achizoita zvehwahwa bt zvizhinji anenge achitidawo kuitawoNezuro akabatikana paakanzwa kuti Tete vakandirwa 10 000 stars face yake haina kufara nazvo

  • Share: