Friday, September 27

Joseph Madziire Zimpraise Onzi Destiny Destroyer 3 Years Usingatore Mukadzi Ukuzama Kuita Seiko Zimbabweans Not Happy

ZvaJosefa naMellisa zvangove zvekungotarisa tatoneta wo senyika gore rino ratove rechi3 kuitwa Lord of the rings chaiko kwakaitwa MellisaVakadzi vazhinji vari mu situation ya Mellisa a man marries you for society and family. 

Then he leaves you to go be with his real love.

When they say pray for your future marriage, ndizvo zvavanenge vachitu namatira. Nothing hurts more than being a Single-married woman. And trust me variko hobho, kusangotaura.Destiny destroyers . Varume vanokutambisira nguva must fallJoseph Madziyire urikumbozama kudii chaizvo nemwana wavaridzi Mellisa Makwasha wausiri kuda kutora ugare naye? Wakamuroorerei kana usingamudi ? Apa wanzwa nekuchapaza vasikana veku zimpraise . This time uto Lock wall yako neye chimbuya chako Zodwa chauri kuitisana nacho nekuti tichakushanyirai day and night over this issue. Haunzwiriwo mwana wevanhu urombo here wauri kutambisira nguva uchimubatira kunge chimbwanana

  • Share: