Friday, September 27

Joey Nyikadzino Oti Wandakabiira Ngaaende Kumapurisa Akuda Kuita Chimaitt Izvezvi Variko Neinda Kuchikurubhi

Hanzi wese akabirwa enda kuPolice 🙌Ndosame same zvamaiita maitt kuti musaterere zvinotaurwa ne vanhu ivovachiba.chikurubi chayakanakira yakavakirwa vanhu chete🤣🤣🤣🤣Joey mudhoto wako, maziso anehomwe uncle malume sit down hauna mari mbavha yenyika

Pukuta tsete nd come back to do ur nuggetsVamwe vakazokuenda akaxozhamba ava iye kuti ndiri pachirongwa jiki jiki vana vangu jiki jiki hupenyu hwejeri sa celeb hauna kundifita ndinzwireiwo tsitsi Mambo usafarise

  • Share: