Friday, September 27

Joey Nyikadzino Oti Manga Mafunga Kundiita Seiko Handiti Hamugone Kuzvitengera Grocery Mega Motogamuchira Izvozvo

Saka manga mafunga kundiita sei?.Handiti hamugone kunozvitengera magrocery enyu mega momirira kuti ndikutengerei saka ndikoko ndotenga zvandada imwe mari ndodya...Ini ndiri pakutsvaga mari handisi mother Theresa.Majoining fee enyu ndiri kumatsonda ende handisi kuzomira.Asvotwa nekuti ndamutengera tugeisha netumatissue netuhuku twakaora ndaeende kuPoris.Nhaimi vaive mu round iyi makabhadhara Mari for how many months because round re grocery rofanirwa kuuya arima cartons kwete zvinozara trolley like this zvasiyanei nekuunganidza wega I half trolley iyo hapana chinhu apo uuuuum itai megaOkubirai orange kuganza achiti heeee ndinoshanda heeeee mukadzi shanda 🤣🤣😂😂😂zvivanhu zvakapusa

  • Share: